**LASN ** Unomunyima sei basa akadai uyu...... In an - TopicsExpress



          

**LASN ** Unomunyima sei basa akadai uyu...... In an interview: Q: Vakuru, basa riripano nderekutema nekugobora miti, manje hameno kana makamboriita before because rinoda physical fitness, makamboshandawo here basa rakadai? A: Yah, ndobasa rangu chairo, ndakarishanda kwemakore. Q: Maishanda kupi? A: Ndakasevenza ku, ku, ku, kwainzi ku, ku Kalahari Forest, ku Botswana. Q: Do u mean 2 say Kalahari desert? A: Heya imi munoziva rava desert ka? Raiva sango rese riya, tisu takaritema kusvika rizonzi desert. Q: So for how long did u work there? I mean your experience? A: 34 years! Q: How old are you? A: Ndine 28 years. Q: So how come kuti your work experience is more than your age? A: Ndairova maovertime
Posted on: Sun, 18 Aug 2013 14:17:14 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015