Moses achiburitsa maIsralietes muEgypt akanzi naJehova tora - TopicsExpress



          

Moses achiburitsa maIsralietes muEgypt akanzi naJehova tora tsvimbo iya urove gungwa to create nzira. Pakuti tsvimbo iya it means the Lord was referring to tsvimbo yakamboshandiswa elsewhere sometym naMoses. Zvazvinoreva ndezvizvi....muhupenyu hwedu kune vanhu vakambotibatsira apo nepapo tiri muma situations akasiyana siyana. Nhasi tinogona kunge takavarasa nokuti tava pari nane asi ndinoda kubatsirana newe nhasi kuti tiisarasa vakambotiyamura kana kutisvitsa patiri nhasi nokuti pamwe mangwana ungada kuyambuka Red Sea zvakare. Moses dai akarasa tsvimbo achiti haichina basa, Jehova pavakati tora tsvimbo iya ushandise ndofunga aipinda busy kuudza mwari kuti handichazivi pairi. Tichipinda mugore ra2015 ngatikoshesei hama neshamwari dzakatiitira zvakanaka mu2014 nokuti pa2015 pamwe tingangosangana futi neRed Sea. Wish yu all a prosperous 2015.
Posted on: Tue, 30 Dec 2014 16:27:42 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015