Palm Sunday yakaparurwa ku Zambia Lusaka tikaivharisa nhasi - TopicsExpress



          

Palm Sunday yakaparurwa ku Zambia Lusaka tikaivharisa nhasi paMbungo>shoko heri:panzvimbo tsvene pano,hapadi kufunga asi kungoita zvareva shoko,Moses asvika pagungwa haana kumbofunga asi akarova mvura zvakareva shoko.Saka shoko Zakaria 14vs17 ani nani asi ngakwiri Jerusarema kuno namata mambo haanganaisirwi mvura! Handei pajerusarema pambungo kuungano yekumbira mvura tichidzaka gomo.Apa hapadi kufunga,panongoda kuenda kuungano chete.Rugareeeeeeeeee...
Posted on: Mon, 21 Oct 2013 19:47:23 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015