Pano hatisi kumbotamba , if you where not serious before I - TopicsExpress



          

Pano hatisi kumbotamba , if you where not serious before I encourage you to start now.. Prayer is changing peoples lives, a lot of people are sending testimonies nezvavarikuitirwa naMwari.. Instant healing, financial breakthrus , vamwe varikuwana mabasa kupfurikidza nemaprayers atirikuita pano.. Mwari anotaura kupfurikidza nenzira dzakasiyana siyana even nepafacebook pano Mwari varikutaura uye varikuita minana.. Do not underestimate the annointing.. As I speak ryt now I command every force that is fyting against your life, I paralyse evry activity of the devil in your life in Jesus name.. Ndinoraira mweya yese inopikisana nekubudirira kwako kuti haina simba pamusoro pehwako hupenyu, nothing can stop you, uri mukundi iwe nezita raJesu, kubva mangwanani ano tangawo kuona zvako zvichiendeka, tengesawo zvinoteengwa, mikana ngaizarukewo muhupenyu hwako... I declair a 3day miracle... I know uri musituation isngaite and darkness is all over, you future haina kana light mangananwi ano I say let there be light in Jesus name.. By this satday kune vamwe venyu vanenge vachipupura kurangawrirwa kwavo naMwari.. Shamwari do not limit God , mutendere abate , God is not controlled neenvirinment kana nezvaurikusangana nazvo... Mugungwa dzvuku imomo achaisa nzira, mugwenga imomo anoisa zvitubu zvemvura mhenyu... Mune hwako hupenyu u are almost giving up but sha hold on pane munana wakuzoitwa naJehova kubva mangwanani ano.. Hapana ari papage pano arikuzoramba akadaro.. Ziso rese ririkuvenga pano richaona hukuru hwaMwari, richaona kubwinya kwaJehova ... NaJesu zvinoita chete.. Either u like or u dont like , either u share or you dont share this update izvozvo hazvina basa but iyoyo yekuti watombotora nguva kuiverenga zvichaita kuti the annointing isangane newe ikuonese zvausati wakamboona, ikusvitse pausati wakambosvika thats my prayer this morning.. Kana une chirwere chemakore, either musoro, makumbo, musana, period problems, flow of blood.. kana uripo urikunzwa kuti une spirit of rejection , unongorambwa zvisina explanation. Kana uine mweya we mamiscariages, unongoti chese chawabata chinofa tenda kubva mangwanani ano Mwari vakurangarira , if you are in Harare dont miss friday allnyt prayer Mwari vanoda kutanga hupenyu hutsva newe.. ndirikunzwa kuti Jehova vane minana yakarongedzerwa iwe..... naJesu zvako zvinoita chete. Haleluyah!
Posted on: Tue, 09 Sep 2014 02:54:29 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015