#Tip ..kana uchida kuwachisa munhu ari kuda kukuramba here is how - TopicsExpress



          

#Tip ..kana uchida kuwachisa munhu ari kuda kukuramba here is how u du it |e moment yaanoti lets brake up...kana iri #msg dnt reply nyarara kuzii dnt respond..kana iri #call jst say ok n hang up iwewe, usatangirwe #inperson jst say ok smile n walk away...if u see e signs murambe asati akuramba iwewe...Trust me hapana kuwachisa kunopfura ipapo e last thng tht person needs is to feel like arikumaker a wise decision so e moment u du tht it gv him/her question marks ..u b suprised anokwanisa kutanga kukuda mo..unenga #wamuchipisa |makamboona chii e moment u feel u cnt hav smthng n u losing power on it u want it more..muskana kana mukomana uya aikuda uchimushainira e moment yaanoita kunge asina basa newe kadiro kaunomuita haha #ma1 |kana une waunoda iye achikuda dada naye rudo rwunokosha uye rwunonetsa kuwana
Posted on: Tue, 15 Oct 2013 05:28:40 +0000

Trending Topics



v class="sttext" style="margin-left:0px; min-height:30px;"> There was a written notice above [Jesus], which read: THIS IS THE
ECCO Womens RXP 3040 Running Shoe GET YOUR DEALS NOW >>
- 24 Hours Security . Renovation: * Fully renovated and

Recently Viewed Topics




© 2015