We are ready to fight for our country mugabe u will not rule - TopicsExpress



          

We are ready to fight for our country mugabe u will not rule enough is enough ropa kana richideuka ngari deuke SOLOMON MADZORE ngatipinde mundima mwana wamai ne youth hakuna this time hatisi kuzonyarara majaira kuba even mazanu varikutya ku celebrator their stolen victory WHY its because vanhu vakavhota vakapihwa ma$10 vakato dzokera kwachienda mbuya kunodya ivhu neishwa and also vashakabvu vavakamutsa kuti va vote vakadzokera kumakuva mbavha dzevanhu, manje isu machinja taramba izvozvo ASIJIKI
Posted on: Sat, 03 Aug 2013 07:40:10 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015