hide id. Ndibatsireiwo vedare! Ndiri mudzimai ane makore - TopicsExpress



          

hide id. Ndibatsireiwo vedare! Ndiri mudzimai ane makore 25. Ndakaroorwa uye ndine vana vaviri, murume wangu akafa 2 months ago. Kubva achiri kurarama ndaivewo neboyfriend yandaidanana nayo saka 3weeks murume afa boyfriend yangu yakandidana kuti izondinyaradza paweekend. Mukunyaradzwa takapedzisira tasvirana nyoro pasina protection zvakazoita kuti the following month ndidarike mazuva angu. Ndakaenda kuclinic ndakaudzwa kuti ndave nepamuviri. Ndakaudza boyfriend yangu yakati huya tigare hapana chakaipa. Ndakamuti ndibvise nhumbu iyi saka iye ari kuti ndakabvisa nhumbu iyi achandisungisa. Apa ndiri kugara imba yakasiiwa nemurume wangu uye nevabereki vake tinowirirana chaizvo zvekuti vanongogara vachinditi murroora usazosiya musha uyu chinenge chanetsa tinokubatsira. Hanava zvavari kuziva kuti ndine nhumbu, ndoitawo sei kuti ndisazochema mangwana.
Posted on: Thu, 19 Sep 2013 17:58:53 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015