1. The tallest building in the world (burj khalifa in dubai) - TopicsExpress



          

1. The tallest building in the world (burj khalifa in dubai) yakatora to 6 years build. For the record building iyoyo haitokwane kugara vanhu vemuDubai imomo vese. But this earth nezvese zvirimo GOD created it in 6 days. 6 days chete chete Mwari ainge apedza zvese ana Vic falls, maDeserts, mount Everest, antlatic ocean, maVolcano etc. 6 days chete Jehovah vainge vapedza, just imagine how long can He take to change your life. kana zvakatora 6 days kusika denga neNyika, zvingatore nguva yakareba sei kugadzirisa life yako isina kumira mushe??? obvious we are talking of a fraction of a millisecond. Mwari ava ndokusaka ndichivanamata nekuvapa mbiri nekuti He is Almighty Pane chirema chaienda kuChurch daily but this man didn’t enter the church. Acts 3:2 inoti he was carried daily but aisara paGhedhi reChurch. Murume uyu aienda daily, kwete zvekuti musi weSabata chete kana Sunday or any other day but aienda daily, Monday back to Monday, but chinorwadza ndechekuti aisara pagedhi, he didn’t enter into the church. even nowadays variko vanhu vekuti haarove kuChurch like this man but haapinde muChurch macho. body yake inenge irimo physically muChurch umu but his mind is absent. Anenge akagara hake muChurch but pfungwa dzake dzitori kure, dzitori kuOld Trafford uko arikufunga bhora, pfungwa dzake dzitori kuSaloon, arikufunga hairstyle nyowani yaari kuda. wafanana nemurume uyu wekuti kuChurch anoenda hake but haasi kupinda paProgramme dzeko. kana maenda kuKereke, please itai zvemuChurch, concentrate on what is being preached. Dzamisa ndangariro dzako panenge pachiparidzwa and begin to visualize shoko ririkuparidzwa then kufunga zvisinei naMWARI.
Posted on: Sat, 02 Nov 2013 17:29:29 +0000

Recently Viewed Topics




© 2015