1980 independence celebrations muRufaro vanhu vaipinda muGround - TopicsExpress



          

1980 independence celebrations muRufaro vanhu vaipinda muGround mahara, but imwe shasha yakasarudza kuJamba durawall. Akazorwadziwa kuudzwa kunzi paGate hapasi kubhadhariswa, entrance is free apa trouse rabvarurwa neBarbed wire. Unozvinetsereiko pazvinhu zvemahara. Tine vamwe vanhu vari kubadhariswa zvinhu zvemahara nekuti they dont know kuti its for free. Mumwe munhu anonzi kana takunamatira ukapora you must pay up. Yet Healing is for free. Jesu akataura pana Matthew 10:8 achiti freely you have received, freely you must give. Zvichireva kuti vese vakapihwa simba naMwari they dont charge a cent. But unoona mumwe munhu achinzi bring $50 ndikunamatire uwane break through. Ahh so maBreakthrough akutengeswa nhai, so Mwari ava Mwari vevapfumi chete. Svinura urege kubhadhariswa mari pazvinhu zvemahara. Iwe ndezve mahara izvi, dont be fooled, rega kuJamba fence, enda nekuGhedhi unopinda mahara than kubvarurwa trouse rako neBarbed wire. The Gift of God can not be purchased with money. (Acts 8:20).
Posted on: Thu, 14 Nov 2013 04:14:16 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015