Amwene visited muroora vakawana muroora achiona macartoon paTV. - TopicsExpress



          

Amwene visited muroora vakawana muroora achiona macartoon paTV. Amwene vakazevezera kumuroora "Ah! Newewo muroora unatwowo nhai, ende twakawanda, tunofara plus wakatuvakira girazi rakanaka wena. Ini ndine five chete asi tune hasha haikona, zvino twangu tunogara mudura muhozi. Ndiri kutofunga kuti dai ndatuwedzera nekuti tumwe twakabatwa natsikamutanda. Asi twako wazonyanyotuisawo pachena muroora, tunoda kuvigwa, kungoti vanhu vemutawundi hachanyari kumusha unotonotongwa kwashe tukangoonekwa. But twako tukadzi twoga, pandinouya futi ndichakuigira twurume ndotune hasha pane tukadzi twauzere natwo utwu. Zvino mazita atwo unoaziva here nemawandiro iwaya." ndiwe muroora wopindura kuti kudii.
Posted on: Tue, 24 Sep 2013 05:30:41 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015