Cei cei id mubin pliz i am a 22yrs old lady ma1 angu ndeekuti i - TopicsExpress



          

Cei cei id mubin pliz i am a 22yrs old lady ma1 angu ndeekuti i dated a guy bvatatanga kugara tese in two wks tme akatanga kundirova i also hrd kuti maprevious relationships ndozvaaita so i decided kumutiza asipo futhermore i asked him nezvema prv ake and he told m de truth kuti ane vana hobho nevakadzi vakasiya +futi munhu akandiudza nezvemapriv ake vane mwana vese saka ma1 angu ndeekuti muface ndomuda zvaakandiitira zvese ndakamuregerera iyewo sekutaura kwake arikuti akàgadzirisa mamistake ake so i hve 2 gve hm añother chance akuda kutanga nw life neni so guyz do thnk he deserve anther chance here munhu akadai uyu bt sounds lik he luv m a lot and hes also sayin im hes last option do yu thnk thats true hes hiv negetive as i am bt historÿ yacho ma1 anochinja here munhu akadai uyu kana kuti itori nzenza thanks yu
Posted on: Sun, 10 Nov 2013 20:11:35 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015