Chazvakanakira ndechekuti Jesu haapindi church anopinda vanhu.. - TopicsExpress



          

Chazvakanakira ndechekuti Jesu haapindi church anopinda vanhu.. Dai ainzi anopinda church taingoponeswa nekuda kwekururama kwa Bishop. Lot aigara muvatadzi but iye aiva akarurama... Iwee iwee ,,haisi nyaya yekuchinja church yekupinda asiyekupindwa naJesu iwe sedungamunhu... Nguva ichakwana,,nazvino yatokwana yekuti vanomunata vachimunamata muMweya nemuzvokwadi nekuti Baba vanotsvaga vakadaro... Some of you have skeletons in their cupboards.. Your understanding about Salvation is not correct, you think you can be saved by just being a member of a certain church,,you think that you can be saved by observing the Mosaic Law. The name Jesus means SAVIOUR,,He is the only Saviour my Jesus ... John 3v16 ,, Gal 3v23-25 read and understand the Grace of our Father God..... Yes you were chosen before the foundations of this earth was laid..you are a perculiar pple... Chosen for His purpose. What are you waiting for? Do the work of an evangelist. Partner with Him Jesus Christ.. Amen
Posted on: Tue, 23 Sep 2014 15:06:27 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015