FROM ZERO TO HERO, NOTHING TO SOMETHING AND A TO Z - TopicsExpress



          

FROM ZERO TO HERO, NOTHING TO SOMETHING AND A TO Z :Simba raMWARI ririkuzobata kubva kune anyora aPOSTER kusvika kune averenga akachengeta shoko rakanaka muhana neuyo asimbisa shoko raMWARI nekuisa AMEN asi harisi kuzokusiya uinenhamo asi uchasara nema BLESSINGS muhupenyu hwako. Mwana wa MWARI unekodzero yekugara patafura yaMWARI uchidya makomborero naiye musiki pamwechete plus unenge usiri muranda ipapapo asi utori PRINCE mwana wamambo anekodzero yekudya chaanoda. Usazotya kutaura na Jehovha nekuti urimutadzi kwete nekuti vedu baba vanoti geza maoko usati wadya saka chingogamuchira muchinda werugare JESU uite zvaanoda uone kuti unotamba nhamo here. Ita CHALLENGE kuna Devil kuti basa riye rawakatora ndakuzoriwana nezita ra JESU. Marriage yairamba mu life yako yakuzoita chete muroyi achida asingade nekuti magonhi e marriage azarurwa mu life yako. Waita ten years wakasungwa mbereko nekuda kwa SATAN zvino JESU anokudana uuye kuzotora chipo chemwana. Washanda kwazvo asi homwe dzinematombo kushaya mari uchishanda nekuda kwevemidzi vanoshandira muhomwe mako, zvino na JEHOVHA homwe dzakuzobvunza PASSWORD hakuna achatora kunze kwako chete. Wakuzofara muhupenyu hwako nekuti hakuna anozogara patafura na JESU iye aine nhamo saka inguva yako yekushongedzwa kuti uwane kugara patafura. SATAN wakuzomukunda nemunondo unonzi PRAYER uye shoko ramwari rinoti tirivakundi nekuti iye mwari anenge arimberi. Hatirwe nekwenyama dzedu asi nesimba rababa vedu. KANA UCHITENDA KUTI LIFE YAKO YAKUSHANDUKA FROM ZERO TO HERO INGOTI AMMMMEEEEENNN UGAMUCHIRE MA BLESSINGS AKOOO Amen
Posted on: Sun, 27 Jul 2014 03:46:05 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015