Gore richitanga pane maresolutions awakaita nekusunga kuti panguva - TopicsExpress



          

Gore richitanga pane maresolutions awakaita nekusunga kuti panguva dzakadai nekufamba kwenguva anofanirwa kunge azadziswa. And chindinoziva ndeche kuti haasi ese akazadziswa. Pane ayo akafamba negwara Mwari ngaapiwe mbiri nerumbidzo. Zvino pane ayo asina kuzadziswa chero zvazvo iwe wakaita zvese zvinotarisirwa, rega kuora mwoyo nekushaya tariro. Ndine confidence pamwe chete naPaul paanoti being confident of this, that he who began a good work in you will carry it on to completion until the day of Christ Jesus(Phillipians 1vs6). Hama yangu usafunganya pamusoro pazvo asi ingoisa zvese kuna Mwari nekutenda nemunamato(Phillipians 4vs6). Mwari zvavatanga vanopedzisa. Ehe tinga sunge zvedu maresolutions nekuplanner mumwoyo dzedu asi Mwari ndovane final say pazviri(Proverbs 16vs9) and verse 3 yobva yati commit to the LORD whatever you do and your plans will succeed. Gear rako rekunamata raive rakaita sei pama resolutions ako. Kana raive rakadzika, zvino pagore riri kuuya iri ngari simudzwe nekuti pese pane chakanaka, Satan anotosimukawo kudzivisa,asi ari matiri anova Jesu Kristu mukuru kupfuura uyo ari munyika. Inzwa zvinotaurwa naPsalm 84vs11 panyaya iyi no good thing does he(God) withdrew from those whose walk is blameless then verse 12 yobva yati blessed is the man who trusts in God. Kuita kana kusaita kwema resolutions ramba wakatendeka pana Mwari nekuti Paul anoti kuvaRoma And we know that in all things God works for the good of those who love him, who have been called according to his purpose(Romans 8vs28). Jeremiah wozopetera achiti Mwari vanoti For l know the plans l have for you, plans to prosper you and not to harm you, plans to give you hope and a future(Jeremiah 29vs11). It is just a divine delay, a coma not a full stop, a bend not the end of the road, bustop not a destination. Mwari vakatendeka and his time is the best. Iva nemwoyo murefu. Seek first Gods kingdom and his righteousness, and these things will be given to you as well(Matthew 6vs33).
Posted on: Fri, 12 Dec 2014 05:02:03 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015