Hi tete nedare. Ndaitawo dambudziko veduwee. Ndinofungira kuti - TopicsExpress



          

Hi tete nedare. Ndaitawo dambudziko veduwee. Ndinofungira kuti pane akandikwidibirira mbiya zviya zvekuti hapana chinobuda in my life. Kubva ndichibuda basa gore rapera nanhasi ndigere ndikushaya basa. Pamwe pacho unotoona kuti basa riripo asi hameno chifinhwa chinongoitika. Murume ndakasiya zvisina chikonzero. Ndatambura veduwee kana pane anoziva kune maporofita anonyatsogona ndibatsirwewo ndatambura mufunge. Ndiri kuDurban age 29. Ndaedza kunamata asi ndofunga shungu ndodzondibata zvakanyanya. Help a sister ndisati ndarasika. Thank u in advance
Posted on: Mon, 15 Jul 2013 06:58:32 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015