Hide id... Im a girl aged 19 handishande ndinoswera pamba naseku - TopicsExpress



          

Hide id... Im a girl aged 19 handishande ndinoswera pamba naseku vangu ndodawo kubvunza dambudziko ririkuramba kupera pakati pangu nasekuru vangu. Sekuru vangu vanondidongorera ndichigeza even ndikayanika mapant angu pawaya vanomatira voisa mumba kana awoma. Plz zvinoreveyi bcoz ndinigara navo mhamha vangu vanoita zvecross border.ndototya kuvaudza bcoz handisi kuda kuti vadzingwe havana kwekuzonigara. Ndogarovati siyayi tsika yengu bt havasiyi ndodiiwo hama kuti ndipedze.kahunhu aka...?
Posted on: Wed, 02 Oct 2013 07:56:24 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015