Ini ndinorohwa nemukadzi. Not kuti ndakadyiswa or kuti - TopicsExpress



          

Ini ndinorohwa nemukadzi. Not kuti ndakadyiswa or kuti handikwanisi kumurova but i have a soft heart for ladies. I love my wife and i apologise even if she is wrong because i dnt want arguments. I help my wife cook and wash to ease presure on her. Manje pandakaenda kumusha ndakanzwa makuhwa kuti hama dzangu dzirikuti ndakadyiswa. Kudyiswa papi ipapa?. I love and respect my wife chete. Ndandatofunga kurega kuengako kumusha kwacho zvachose ndovabhana vese kuuya kumba kwangu. Munotiiwo nezano rangu.
Posted on: Tue, 27 Aug 2013 13:10:06 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015