Inonzi stress. Uri kudriver zvako wega wasiya kumba - TopicsExpress



          

Inonzi stress. Uri kudriver zvako wega wasiya kumba mukadzi nevana 4. Wosangana nemusikana akanaka. Wobva wamupa lift. Mangoti fambei mbichana musikana uya obva afenda. Istress ka iyi. Womhanya naye kuchipatara. Ndipo paunoona doctor ouya kwauri achikuti makorokoto musikana wako ane pamuviri. Iwe unobva waramba kuti musikana haasi wako. Doctor anoenda odzoka vese nemusikana uya. Musikana anobva akuti mimba ndeyako uye unoiziva , kana usingaizivi sei wauya neni kuchipatara? Istress iyi. Munobva matanga kunetsana kusvikira doctor ati regai ndikutorei ropa ndiite ma tests. Mese munobvuma. After a while doctor anouya nema results obva oti mukomana uri kutaura chokwadi becoz pama test andaita aratidza kuti hauzvari. Unotanga kufara but uchabbva watanga kufunga kuti saka vana vandasiya kumba ndevani? Stress #gdn
Posted on: Sat, 21 Sep 2013 17:19:53 +0000

Trending Topics



br>
Danny Price...get this mess. So my freshman son got a writing

Recently Viewed Topics




© 2015