Jehovha tinokutendai mangwanani ano mavata makatichengeta nyama - TopicsExpress



          

Jehovha tinokutendai mangwanani ano mavata makatichengeta nyama nemweya zviripamwe chete,chivai nesu muswere wose wezuva patichabata mabasa edu emaoko,taramba Jehovha kudanwa nemazita anoti mbavha,hure nemhondi tikundisei tive tinozvishandira nemaoko edu,dzingai mweya yesvina inotiteverera pese patiri,satani ngaashaiwe simba patiri nguva dzose,tinoisa zvese mumaoko menyu nekuti munotida uye mune hanya nesu AMEN.
Posted on: Mon, 28 Jul 2014 05:01:11 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015