Juss for Fun ... 1) Mukomana wawakapfuura kureba, siya! Tukomana tupfupi tunoshusha 2) Mukomana aneChina phone or phone isingaende pawhatsaap, siya 3) Mukomana arikunze kwenyika iye asina passport gara wasiya 4) Mukomana akaomera, siya! 5) Anotymira buddie zone uchida kurara , siya! 6) Anochengera, siya! 7) Mukomana anongoda kukurura zvaasina kutenga, Siya! 8.) Mukonana anopfeka sox pedzisa, or summer shirt siya! 9) Mukomana anopfeka formal trousers nemasniker ibva wasiya hako 10)Mukomana anonwa 7 days Doro ,Siya kudzidza, Siya! 11) Mukomana anogerwa panki, siya! 12) Asingafarire bhora, Siya! 13) Mukomana anodemanda fb acc yako or anoti ukafonerwa oti hunza kuno fon iyeyo, Siya! 14) Anobvunza kuti r u still virgin, siya, anoshusha 15) Anonhuwa muromo or dikita, gara wasiya 16) Mukomana anonyora zvinhamo zvake pawall usazoti handina kukuudza, siya! 17( mukomana anofamba achiridza music yefone iye asina kuisa ma Headfone ,ibva wasiya .
Posted on: Sat, 10 Aug 2013 17:57:55 +0000