Kana uine musikana akadai SIYA nekuti anogona kunge arimuroyi sevakaonekwa ku Budiriro: 1. Kana aka simba simba SIYA .. is it food or human food 2. Kana aine ma big boobs, SIYA makaona varoyi vaive ne Dairiboard chaiyo 3. Kana aine black lipstick like vaseline, SIYA 4. Kana aine ma black skin tights, SIYA ......... ihembe dzekubasa. 5. Kana acibva ku Gokwe ndati SIYA pluz kana asinga ku Watsapire husiku kana FB zvayo kana tweeter SIYA anenge ariku graft ....... 6. Kana achifarira tu shiri shiri maZizi etc TIZA 7. Kana vaine Rusero kumba kwavo SIYA 8. Kana achifarira ma weave SIYA 9. Kana achifarira kungotaura nyaya dzeku bhururuka, ndege etc SIYA 10. Kana achifarira song ya R Kelly I believe i can Fly SIYA
Posted on: Wed, 18 Sep 2013 05:52:19 +0000