Kunamata nekutsanya vakakomborerwa avo vanonamata minamato - TopicsExpress



          

Kunamata nekutsanya vakakomborerwa avo vanonamata minamato inopindurwa nedenga, vanokumbirwa zvishuviro zvavo zvichizadzikiswa bt nhasi l need to talk to those vanoti takanamata tikatsanyawo wani asi nanhasi hapana mhinduro. Well um a victim panyaya iyi n pain yacho ndinoiziva, ndaiva nenguva yekunamata ndakazvinyima ndichichemera musiki kuti vandishandure nokuti ndainge ndine addiction ye*omitted*. Munoziva kuita chivi uchiziva kuti chivi hazvina kureruka nokuti chokwadi iwe mutendi ndicho chawakagamuchira munashe Jesu. Ndaiti ndichipedza maprayers chero ndingave ndaita mazuva mangani ipapo ndinenge ndakazadzwa nekutenga kuti pane icho chatoitika muupenyu hwangu, ndichinyatsonzwa simba chero pandoti ndinamate ndine kutenda kukuru ndipo aftr sm days unonge yerekana watodzokera mu addiction iye. I later on realised it ws an act tht ws happening in place of my miracle, my answer n my wish. Ndoda kutaura nemhunu arikuita go through situation yakadai even tho pasina addiction asi pane kuora moyo after kunyengetera nekutsanya. It seems lyk hauna kunzwikwa kana kuti wakusuffer nekuti wanamata, dzimwe nguva unotodemba kuti dai ndisina kuzvinamatira no no no ndinewe ipapo uye ndopatinoti pahasha ipapo ndipo panotoda kusimba more n more in prayers. PUSH pray until smtng happens. Mutumwa unoti achidzika nemhinduro yaDaniel after 21 days Daniel akatsanya achinamata anoti mweya yemuchadenga yakandirwisa apo ndichiuya nemhinduro yako kusvika Mhikayere adzika kuzondibatsira kurwisa, l want u to see something here kuti wht makes Michael ngirozi yehondo to cum down n fight ws not e first angel dt ws sent bt was Daniel who keeps praying zvakadema matenga, matenga akashaya kuti ko chii uyu munhu asinganyarari isu taita zvaanoda vakati Mhikayere chienda unoona. Iwe mudikani uri kuneta nokuti 3days dzapera pasina chaitika hmmmmm mdikani haisi nguva yekuora moyo bt yekuvimba naMwari wako, pray until smthng happens pray pray pray n pray n pray Mwari vakuropafadze kana wawanirwa nyasha usazovakanganwe Mwari, be blessed
Posted on: Sun, 10 Aug 2014 11:30:02 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015