Kushorwa lune nzira dzakawanda wanda nhaika,heya wamushora mukoma - TopicsExpress



          

Kushorwa lune nzira dzakawanda wanda nhaika,heya wamushora mukoma nemhaka yeiko?ayizve aromba kutsvaka hobho kud kupedz dzinza saka akafanira kushorwa ka,hezvo variktmutsvaka munin.ina josepher kumubata wena kumutengesa kuvatorw hanziiko?sei adiwa nababa agara pachokwadi mwana uyu kani madzikoma musamuvenga,heya atotengeswa hake chagara chokwadi chopondesa asi isu zvatiri vaJesu tingagotyeiko kununa isu takasasikwa kare???Jesu akafa kare vaudze vavengi vako,ropa rehwayana Jesu rine simba vaudze amai vako vasingade ugare kumurume,muzita rake Jesu tinekukunda vaudze madzikoma ako ayo arikukutsvaka neminondo inobaya.heya wasvinga here kuromba gona reuroyi?heee washinga here kupedza hama?shungurudzwa hako nekuda kwekutenda asi usadzokere shure kunyange vakakurova rangarira daniel mugomba reshumba ko sei asina kudyiwa baba vanewe chikomana usavhundusirwe nezizi kuti rine nyanga hadzisi nyanga inzeve.....2015 pasi newuroyi pasi nehurombwa pasi nekushandisana naIgweeeee tinosvika chete......
Posted on: Tue, 20 Jan 2015 15:25:55 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015