#MadamMombeshora Ndinorangarira kusecondary ndiri kuchikoro vanhu - TopicsExpress



          

#MadamMombeshora Ndinorangarira kusecondary ndiri kuchikoro vanhu va Mwari ainge ari makuseni handichaziva muri munani muclass medu mukauya madam vanyuwani complexion yacho kani iwe vari ve tani vakati good morning vana ndinonzi #MadamMombeshora vakati ndini ticha wenyu ndichakudzidzisai #Shona ndobva ndavatarisa ivo vakandiona ndobva vagara padesk vasina nyatsogara zvakanaka ndobva ndasimuka kuenda ikoko ndikati madam makanaka vakanditarisa neziso vakati ende wakangwarisa vachindiudza munzeve kuti da kuzokukissa zuva iroro handina kumborara ndichigaya hora magwana ndakakurumidza kuenda kuchikoro nepen yainyora ndikati regai ndinotsvaga zvangu Madam Mombeshora ndikanzwa noise ku staff room vanhu vachiita kunge skul choir vanhu vachichema Madam Mombeshora vashaya.............................................................................. #AmaiKani post your votes on Power FM Zimbawe facebook page 24/7 *Call 04498652 or 04498654 between 1800hrs and 2000hrs *By sms: type T10*votes* your name and send to 33456
Posted on: Fri, 10 Oct 2014 11:44:20 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015