NDISU CHETE By Munya WC Ndisu chete takahwina 19 league titles - TopicsExpress



          

NDISU CHETE By Munya WC Ndisu chete takahwina 19 league titles #Ndisu chete takatamba muAfrican Champions league final (1998) # Ndisu chete takatamba semi final yeAfrican Champions league # Ndisu chete takabura 5 times Castle soccer star of the year (George Shaya) #Ndisu chete tahwina the prestigeous Mbada Cup twice since its launch in 2011 # Ndisu chete tine the biggest support base (10million) # Ndisu chete takatanga kuendesa player kuEurope zviripamutemo weFIFA after Independence ( Moses Chunga-Belgium 1987) # Ndisu chete tiri pamarankings eFiFA muZimbabwe (12th in Africa)# Ndisu chete tinodya Caps United patinodira (Home and away) # Ndisu chete toita madiro aGeorgina pakudya Bosso inonaka kunge nzimbe yemutetse(since 2006 mutakunanzva chete) #Ndisu chete tinotungamidza matarakita kumberi achifagobora nzira tozogara zvedu pamusoro kana nguva yakwana # Ndisu chete tinoita kuti mapepanhau atengwe zvine mutsindo (Herald and others) # Ndisu chete tine yese! Kana pane zvasara wedzerai madzishe
Posted on: Sat, 29 Jun 2013 13:45:13 +0000

Trending Topics



>
Con todos mis respetos a la libertad de pensamiento y expresión.

Recently Viewed Topics




© 2015