Ndichinyora kudai so zvichida pane vamwe vanhu vakatonzi - TopicsExpress



          

Ndichinyora kudai so zvichida pane vamwe vanhu vakatonzi havakwanise kuriona gore ra2015. Asika mira unzwe nhai mwana wekutenda. Ndinoraira mweya we sudden death nezita ramambo Jesu werugare. Vamwe vanhu havasi kurara vachiita husiku hwese vakakwira pachuru vachidanidzira zita rake kuti imba yako iputsike but listen to me very carefully tinaye Mwari weminana anoita zvacho zvisingadiwe nevavengi vako. Masikati ano ndinotaura kumira zvakanaka kwedzimba dzose dziri kuda kuputsika nezita neropa regwayana. Ndichitonyora kudai so vamwe muchangobva kupinda mudzimba apo pane vari kutoita mhiko yekuti haufe wakamugara mumba imomo or haufe wakabata mwana mumaoko ako but nditeerere unzweka nhai mwana waMwari Panguva dzino ndinotuka nekuraira mweya yose inokutevera mweya yose yemadzinza mweya yose yeminyama mweya yose yevakafa nezita neropa ramambo Jesu werugare. I REVERSE ANY NEGATIVE WORDS WHICH HAVE BEEN SAID UPON YOUR--- - MARRIAGE -HEALTHY -FAMILY -PARENTS -JOB -JOY -SUCCESS -VICTORY -MONEY IN THE MIGHTY NAME OF JESUS!!!! *SHARE*
Posted on: Thu, 04 Dec 2014 09:27:17 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015