Ndoda unzwisise zvinoreva kutanga or kupera kwemwedzi mudikanwi - TopicsExpress



          

Ndoda unzwisise zvinoreva kutanga or kupera kwemwedzi mudikanwi ,its not about kubhadhara rent pamba paunoroja ,its not about paying your childs fees ,its not about paying your medical or funeral monthly subscription ,its not about paying your utility bills ,its not about getting your salary but zvinechekuita nekufamba kwemazuva nemakore ako panyika pano ,ndoda unyatsonzwisisa kuti kune vakomana nevasikana ,harahwa nechembere pamwe nemaLadies and Gentlemen vawakatangirana navo mwedzi waJuly muchifara mese but havana kuupedza sezvawaita iwe ,kune vawakapembera navo muchideedzera HAPPY NEW YEAR 2014 but havana kusvika pakati paro gore rino asi iwe wakasvika ,but ndoda uzive kuti inyasha dzaMwari kuti uve pauri nhasi ipapo uchiita zvauri kuita izvozvo ,July aive nezvakawanda zvaaive nazvo zvaiifadza kana kusuwisa but rega ndikuudze July haaasi August. Chando chatoenda naJuly hongu but August ane mhepo dzake ,kkkkkkk ndoda unyatsonzwisisa kana ndichitaura nyaya yemhepo ,Mhepo chinhu chinobhowa,kushungurudza ,kutosvora ,above all mhepo inokonzera Confusion haiunzi mufaro ,Zvino ndoda ungware hama yangu nekuti August wawapinda uyu anouya netwo types of Mhepo , mhepo yekutanga ndiyo inosimudza dust neguruva ichitosvora nekusvibisa isu vemaSuit haaaa iyi mhepo yakashata but iri nani kani pane imwe yacho yandiri kuda kutaura nezvayo pano nhasi ,August in shona unonzi Nyamavhuvhu becoz mhepo dzinooneka nedzisingaoneki dzinovhuvhuta zvakanyanya mwedzi uyo ,ndiwo mwedzi unotambira hama dzedu dzakawanda kumakuva / kumarinda ,ndomwedzi unocherechedzwa vafi zvakanyanya uye vasati vaziva Jesus Christ ndomwedzi wavanoti tiri kudzora vafi mumusha / kurova makuva ,zvabva zvandisvitsa pamhepo yechi2 inova mweya yetsvina ,Hapana umwe mwedzi unosimudziranwa mhepo saAugust becoz a lot of people vanenge varasa communication yavo naMwari vave kumutsana nevafi ,hapana munhu anogumbura Mwari semunhu anomutsa kana kunetsana nevakafa ,shoko robva rati vakafa havana chavachaziva and havachina mugove pano panyika iwe takarisima kuenda kumukuva hanzi mukai muchengete / mutarise vana kkkkkk hama yangu ziva zvaunofambira August uno ,ziva chaunoshandisira mari yako mwedzi uno ,cherechedza ungano dzauri kuda kuenda mwedzi uno ,ndinoda urangarire August ane record hombe yemaAcciddents ,ropa rakawanda rinodeuka in August becoz a lot of people wil pleasing and worshiping the devil and the dead not the Living God ,zvino hasha dzaMwari dzinonyanya kana ikarumbidza vakafa kudarika musiki ,Mutendi shinga kunamata iwe ndati August ane mhepo ,this is the month inotengwa bute ,midhombo ,micheka yemashavi kudarika zvimwe zvese ,a lot of people will be connected kuvakafa zvakanyanya than kuna Mwari asi iwe wakatengwa neropa raJesu stand like a rock ,mira wakasimba seCornerstone and hakuna chichakuwana nezita raJesu ,be a Prayer warrior mwedzi uno ,ndati fodya haina simba kupfuura Bible, mushonga hauna simba seraJesu hama mudikanwai ,vachirova makuva avo nekudzora vafi vavo iwe kwira makomo unorumbidza Mwari ,ungana nevamwe vatendi muchirumbidza Mwari ,tora nguva yako utsanye / Fasting ,uye tibatsirane kunamatira hama neshamwari dzedu dzakarisika kubva panaMwari ,pfeka hutsvene mwedzi uno utende Mwari nezvese zvaari kukuitira iwe nemhuri yako ,ngwarira mhepo dzaAugust hama yangu unamate handidi ufire murema , I declare satan murevi wenhema muupenyu hwako ,may the Everliving God richly bless u and protects you kumweya yekumakuva nekumweya yemasatanists ,wako anokuda in Jesus s name
Posted on: Mon, 04 Aug 2014 18:54:24 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015