Panga paina doctor nemurwe saka doctor akada kubaya murwere jeksen - TopicsExpress



          

Panga paina doctor nemurwe saka doctor akada kubaya murwere jeksen saka DR akati rega nditange ndaitira murwere nyambo ndokubva abvunza murwere kuti aiziva here kuti magloves aigadzirwa nei murwe akati handizivi DR vakati kune maoko emasiz ese ariku Canada murwe haana kuseka after some 15 minutes DR vapedza kubaya murwere,murwere akatanga kuseka DR vakamubvunza kuti aisekei akti ndanga ndichitofunga hangu kuti macondom anoganzirwa sei
Posted on: Sat, 16 Nov 2013 09:57:47 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015