Tete vedu tose makadiiko. Chitupa chakabiwa. I am a man of 45 - TopicsExpress



          

Tete vedu tose makadiiko. Chitupa chakabiwa. I am a man of 45 years slept with my wife only kubva paujaha hwangu and never cheated until recently last week to be precise. Tete ndakadamburwa tsinga yangu yemsoro wesimbi yangu nemkadzi wandakazoonawo this last week. Ndakamuudza kuti wandicheka nechii zvikanzi mange musina kudamburwa tsinga yenyu iyi saka yadamburwa nekwake. Akaenderera mberi akati yaifanirwa kudambuka on my first intercourse only if my wife was a virgin. Ini ndakamuti babz my wife was a virgin zvikanzi kunyeperwa ainge asiri becoz haana kuidambura nekwake. saka uyu akanditi kudiki so akagona kundidambura. chokwadi ndechipiko apa i am lost now
Posted on: Sat, 24 Aug 2013 09:26:47 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015