Today I just want you to see the Power of the Living God. 2kings - TopicsExpress



          

Today I just want you to see the Power of the Living God. 2kings 6v23 to chap 7. MaSyrians ndokuvharira vaSamaria vose muguta. Their plan was to starve them and strike when they were weak. Nhamo yaunochema nayo haina kumbosvika apa. Vanhu vakavharirwa muguta. Chikafu chikashaikwa kusvika Musoro wembongoro namatoto enjiva avakutengeswa nemari dzinodhura. The once vibrant nation was reduced to prisoners. Situation became worse, people were starving. Vaive netucheche, twaiurawa kuita Nyama. This was disaster. Muwengi akasunga chete. Mambo unounganidza makurukota ake akati varume, Hapana kufa kunodarika apa. Its over with us. We are bound for destruction. we are dead. Ndoopanosimuka Munhu vaMwari, Erisha. Unoti mambo, hold there. TinaMwari mupenyu. ndaakuporofita return of peace. Tomorrow this situation would be over. Our market would be open tomorrow, all the food shall be available and at normal prices, Shamwari ndirikuti, nyaya yako its not kuti for how long you have suffered or how complicated it is. Nyaya ndeyekuti mwari vati kudii nayo. Kana Munhu vaMwari ati your situation is over. Tenda bhururu. Many people miss blessings becoz of unbelief. Rusununguko rweSamaria did not even come by war or blood. The spirit of the Lord struck terror upon the spirit of the Syrians. Muwengi akamanya zvakaipa. zvokubvaruka hembe achitiza. This is how your break through is coming. God has a plan for you. Your enemy shall back off. Thank you father for a wonderful night and new day. Thank you for healing the sick. Give us a blessed day in jesus name.... Amen
Posted on: Fri, 14 Mar 2014 06:53:11 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015