Tsamba Dzenyu Tsvangirai akakundwa Feya Mu Grade Seven unogona - TopicsExpress



          

Tsamba Dzenyu Tsvangirai akakundwa Feya Mu Grade Seven unogona basa,ndiudzirewo ma supporter e MDC kuti chokwadi ndechekuti vakakundwa,ndichitaura zvandakaona pa polling station yega yega yaive ne ma agents ema party ose,basa ravo raive rekuona aizo rigger,again vakazovhura ma ballot boxes nekuaverenga vari pamwe chete,then vapedza kuverenga vaiisa signature pa paper raizoratidza maresults pa polling station yega yega.Akakundwa tsvangirayi nekuti ma Zimbabwean tinofunga,tinoona,tine 13 years dzekutambura uye tine 13 years MDC yavambwa
Posted on: Tue, 20 Aug 2013 14:50:56 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015