Ukavaverenga pana Isaiah 38 verse 1 panonzi set your house - TopicsExpress



          

Ukavaverenga pana Isaiah 38 verse 1 panonzi set your house inorder, for you shall die, you shall not recover. Ukadzika paverse 5 ponzi ipo Behold, I will add fifteen years to to your life and deliver you. Kuti script yenyaya iyi izoshanduke pane zvakaitika paverse 3 and ndopane nyaya yangu ipapo, pabatisise Remember, O LORD, how I have walked before you faitfully and with wholehearted devotion and have done what is good in yours eyes. Iyi nyaya yaHezekiah naMwari apo anoenda pamberi paMwari nemunamato wedemander more life and deliverance against zvaakanga adepositer mukingdom yaMwari. Nekuda kwekuti Mwari ari just and fair the situation was reversed. Zvino hama yangu, iwe nhasi uno ukatarisa hupenyu hwako unoona bank account yehupenyu hwako ine chekuti ungati honai Mwari mune zvirimo izvo zvandinokwanisa kushandisa sechibatiso or humbowo kuti mureverse situation yangu here or hupenyu hwako hwunotori muoverdraft nekuti uri kurara ngenyasha chete pasina chikamu chakowo chauri kuita kuti nyasha dziwanzwe. Ngashandei mubasa raMwari nekuti husiku huchauya sezvakawanikwa naHezekiah. Ipa 10% of your time pavhiki kubasa raMwari. Usafunge kuti uri kushandira pasina ichasvika nguva apo paunge wakuti aiwa ka Mwari vanhu venyika ino vakutogadzira chikwani chakanzi RIP pasituation yangu asi kubudukidza nekutenda kwangu kwamuri nebasa randiri kuita or randakakuitirai l demand resurrection to my situation nemuzita raJesu Tisapedzere nguva yedu muna She kuzvinhu zvisinga bate hupenyu hwedu nehwe vamwe.
Posted on: Sun, 02 Nov 2014 11:59:32 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015