Uuh ndiri pama0ne varume ndibatsireiwo chitupa ndakwereta ndange - TopicsExpress



          

Uuh ndiri pama0ne varume ndibatsireiwo chitupa ndakwereta ndange ndakaendeswa out nebasa apa ndogara muharare nemkadzi namoms so ndabva ndangofarisawo ndokutenga zvimagrocery ndichizviisa malabel so ndatambirwa mushe mushe tabvunzana upenyu anamoms vapiwa grocer ravo ndaisirwa mvura yekugeza ndapinda zvangu mubath mkadzi abva auyavo zvikanzi ngachitsve ini fyn go n prepare the bed. zvino moms hameno kuti vafungei avo pfee mubedrm medu kuti vanyatsoona kuti grocery ragowanwa 50-50 here ndipo madam varikubvawo kubathrm moms payanzwa mafootsteps ndiyo pfee pasi pebed ichiti ndozobuda kana madam yabuda. ndateverawo afta sm minutes tabatana zvedu ndisu pamubhedha chakutotsva pasina nguva puranga rebase ratyoka apa besu ndirikupisa madam yazongondisimudza nesimba zvikanzi panenge pane munhu pasi apo ini kunyepa zvikanzi chek neshungu tarise onei ndimoms uuh varume handina kana zano izvezvi ivo varikuchema iniwo misodzi irikungoerera ataura neumwe hapana idi ndibetsereiwo
Posted on: Mon, 08 Jul 2013 18:32:47 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015