Vamwe blaz vakaenda ku pet shop vakati i want something special, - TopicsExpress



          

Vamwe blaz vakaenda ku pet shop vakati i want something special, thats rare, thats exclusive Akanzi pane imbwa inohukura national anthem, akati kwete. Ndokunzi pane tsoko inogona kuverenga nekunyora akati kwete. Pakazonzii pane zongororo rinoita mabasa ese emumba, akati ndipei! Asvika kumba akati zongororo, geza ndiro, wotsvaira nekukorobha mumba mese. After 30 mins imba was spotless. Akabva ati timba nekudiridza garden, very fast zongororo anga apedza, mface was impressed, akati horaiti chienda shops unotenga zvinhu zve b/fast. Mface akamira 1hr, no zongororo, 2 hrs still no zongororo, after 3hrs akafunga kutevera shops, paakavhura door akawona zongororo akagara pasi akaribvunza nehasha ko iwe ndakutuma kudhara uchiri kuitei?” Zongororo akati ita steady mhani, ndichiri kupfeka bhutsu...Sando ngadziuye tikupamhei fyt
Posted on: Thu, 17 Jul 2014 18:22:56 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015