Vazukuru vangu makadii zvenyu? Ndauya mangwanani ano - TopicsExpress



          

Vazukuru vangu makadii zvenyu? Ndauya mangwanani ano kuzokuyeuchidzai nezvenhau yekutukana pa page. Sekuziva kwamunoita ndakaisa chiziviso mwedzi yapfura iyo yekuti wese anotuka handicha hide comment asi ndirikuita ban. Zvino ndavekuona kuti huNhubu hwakutanga zvakare so this is just a reminder kuti vazukuru ngativakanei, kuban handisi kurega, vese achataura zvekurwadzisa vanyori ndiri Kuban, hauzokwanisa kutandara nesu pano zvakare. Muve neMuvhuro wakanaka Vazukuru, ndinokudai mese!!
Posted on: Mon, 18 Aug 2014 07:17:40 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015