lyi ndangoisendegwawo regayi ndikupeyi hameno kuti arikuda - TopicsExpress



          

lyi ndangoisendegwawo regayi ndikupeyi hameno kuti arikuda rubatsiro here.Makadiiko mkoma Fish.last year munaseptember ndakafonerwa nemudzimai wemfana anogara kuHarare murume wake ariCapetwn.Hanzi munukuna ati huyai tisangane kuHarare.Ndakabva ndafonera mfana akati ichokwadi ngatisangane musi wa15 sept ndikati handina mari akati kweretayi yokupinda muZvish chete achibva adepositor mari kumkuru iye mfana.Apa mbereko yange yoita sokunetsa bcoz vange vava ne10 years nemwana umwe.Ndirimunzira kuenda Harare taifonerana nemfana achiti ariwo muroad bt chaindishamisa aiti musatya mainini wl be there for you.Ndasvika Harare ndakafonera mainini vakauya kuzonditora nemotikari sevanhu vaneturo twavo.Reception yacho vahombe mkoma.Ndakabvunzwa kuti do you want2 eat out or u want my special meal for u. ndikati aewa bikayi zvenyu vachihera tidye.Somunhu ange aneta zvikanzi wc beer ndikati 2blacklabels are good for da day.Mainini ndokumhanya nemota ndobva vanouya nehalfcrate ice cold blacklabels.lni ndikati maisvokwadzo.....Mainini vakabika delicious meal akomana haikona kudero mhani.kuma9 bva vati bamkuru munukuna wenyu adzorerwa shure nebasa so we expect him musi wa20.Ndakangogara pano ndobva ndafona kwaari iye akati mkoma you are wellcovered mainini z there for you apa foni itori paloud.Mainini vabva vati ndipei kuno foni zvikanzi bamkuru handizivi chavari kuchema every portion z multiplied pano apa.Ndakapererwa.Kuma10 ndikati regayi ndigeze ndivate semunhu aneta.Everything was prepared mubathroom yokutanga ndobva ndapinda kogeza maininiwo ndokuenda kubathroom 2.Ndakananga kubedroom rangu iro ndainge ndarakidzwa kunopindamoo soo everything zvainge zvadarika my only bedroom.Zvisinei ndaakuzora mafuta mainini ndokupinda pasina knock apa wrapped in bathgowns.Zvikanzi bamkuru l don need to explain achibva abvisa ndokusara ava iye pachake akati mutsvuku mwana wevanhu aewa ndakafreeza .Zvkanzi 10 yrs mozviziva hapana mwana ini handidi kuuyisa mwana wekumwe mumusha menyu.Aah ndapererwa apa ndakuvara l only remember achindihugger.Hama dzangu kwakazoedza totaura zvedu nyaya tichikavana kavana tsoka.Munukuna abva afona kunamainini ivo ndokudeera zvikanzi zvakaita here mai mwana.lvo mainini vakati covered my darling.Kusvika musi wa19 murume ndopaakati ndaveBbridge.lni ndoshaya pekutangira manje.Mainini vakati don worry bamkuru all z well.Asvika 20 zvikanzi thanx mkoma munondida abva aenda neni namainini mtwn zvikanzi maticha ndimika vequality kwaakunopinda keatruworths varume ndakashoperwa hapana chakasara mainini vachinhonga mfana achicasher.l thought ndichanzwa pava nedare zvisinei 23 ndikati aewa maschemes haana kupera regayi ndidzokere.Ndakaperekedzwa asi guilty conscience veduwee.Vakandisiya muGweru.kuuya kuno Mberengwa ndaingoti ndichanzwa chabvondoka.Aingori macalls chete vese vachibvunza magrocery acho zvamadam vangu nevana.chero madam vakapererwa neshopping yacho plus cash.May mwana abarwa mainini vakati huya muzoona mwana mese namaiguru.Madam kungoti baa mwana zvikanzi kufanana nefirst born yedu kunge mabox ematches.Zvino mainini varikufona nonstop hanzi huyai kuHarare everymonth busfare ndotumira ndodiiwo nhayi Musaigwa?Heyo nyaya tongayi vedare.Munukuna z very appreciative paanouya pegapega mari nezvokudya anopa mhuri yangu zvakawandisa.Aah iyi ndaitadzawo
Posted on: Thu, 28 Aug 2014 12:26:43 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015