Hide id...im a 24 year old lady .ndakarorwa about 5 years - TopicsExpress



          

Hide id...im a 24 year old lady .ndakarorwa about 5 years ago problm ndeyekut murume wangu haazvarise .so iye anoti iwewe ndiwe uneproblm ini ndakazoenda kunoudza momz kut ndodii ,momz vakanditi ndisvirwe nemumwe murume then ndozoenda kune murume wangu ndomut ndane nhumbu .i did exactly nebest friend yake pandakasvika kumba akafara zvisingaiti ...after then i had a baby gal .and the atha day aibvakubasa ndokusvika mwana achichema ariega ndangandaenda kunoona shamwari yangu then akabva atsamwa ndokundirova ndakasvika pakumuvhunza kut mwana wacho ndewako here .ndakabva ndaenda kumba kwamai vangu .papera 2 days akauya achikumbira ruregerero then tikanzwisisana .so shamwari yangu yandinotamba nayo inoziva masecrets angu akuita makuhwa apa takanetsana arikut arikuda kuudza murume wangu chokwadi pamwana uyu watinaye ...ndodii nhai hama dzangu ndibatsireiwo murume wangu ndomuda ....
Posted on: Tue, 16 Jul 2013 10:40:54 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015