makadii dare borowd acc pliz hyd iam 22 nd sngle. Handina mate - TopicsExpress



          

makadii dare borowd acc pliz hyd iam 22 nd sngle. Handina mate nababa vemwana wangu murume akandirwadzisa uyu 1 akandibvisa humhandara 2 aingoti vhura ndiise no romence 3 akandidzinga sembwa achibetserana namomz vake pandakamuudza ndauya nenhumbu yako zvakaoma zvakadaro ndakaenderera mberi nechikoro ndikapasa ndavawo munhu ari nani 4ni yangu yaakugara iri bhz neku4nerwa masms handitauri hanzi give me anada chance nzira haichavati nyoka hanzi ndauya kuzoona mwana munoionawo sei nyaya ndibatsireiwo
Posted on: Fri, 04 Oct 2013 08:35:48 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015