Chitupa ndakarasa zvazvinhu..... Ndiri musikana anemakore 23 guys - TopicsExpress



          

Chitupa ndakarasa zvazvinhu..... Ndiri musikana anemakore 23 guys help me handina mukomana but dambudziko riripakuti pamba pedu ndingangoti ndini landlady coz mhamha havapo. So baba vemunext ndinovada bt vakaroora vakanaka baba ivavo, mukadzi vavo anoswera kubasa ini ndinoswera pamba zvekuti mukana ndinavo wekudanana nababa ava kazhinji vanenge varipo pamba . But ndiri kushaaiwa kuti ndoita sei kuti baba ava vazvione kuti ndinovada help me please ndodiiwo handisi kuda vakomana vekure coz ndoda kugara nduchis*ir*a...
Posted on: Thu, 03 Oct 2013 15:54:45 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015