Chitupa vigai.pamusoroi tete nedare ini ndiri musikana ane makore - TopicsExpress



          

Chitupa vigai.pamusoroi tete nedare ini ndiri musikana ane makore 24 mukomana 30,dambudziko riripo tete nderekuti mukomana wangu complains too much anoti ndinotadzawo here kumbomupa kiss tinongogumira pahug chete.ndinganzi ndiri kumuomesera here kundida anondida anondiitira zvese,ndakambotaura naye kuti handikwanisi asi iye akati ndiri sekuru vako here or hanzvadzi ndodii vanotuka tukai thanks kune vachabatsira
Posted on: Fri, 12 Jul 2013 18:17:04 +0000

Trending Topics



rgin-left:0px; min-height:30px;"> Black Friday # Working Class Studio The Re-Gift Collection Branch

Recently Viewed Topics




© 2015