Hama yangu usaone kuti ziii ndanga ndichinamata pamusoro - TopicsExpress



          

Hama yangu usaone kuti ziii ndanga ndichinamata pamusoro pehupenyu hwako. Jehovha vandidzisa mazwi mashoma pamusoro pehupenyu hwako mudikani. Pandanga ndiri kunyengetera ndakuonai muchifamba munzira yakachena kwazvo makafaranuka. Asi chandinetsa Pamanga mavakuyambuka parwizi ndaona murume anga akapfeka Gemenzi dema akabata bakatwa ndiye auya akavhara nzira yamanga muchifamba. Ndabvunza jehovha ndokupihwa mazwi mashoma. Andanzi nditaure newe mudikani. Jehovha vati ndikuudze kuti nhasi Vachakuyambutsa. Pamatambudziko ese akamira pamberi pehupenyu hwako. Satani haana simba nehupenyu hwako. Chisunungura moyo wako. Ubvise zvinoti. Hasha. Godo. Kuvenga. Kusvora. Kuchiva. Ugokanganwira vose vakakutadzira. Ndidairewo amen mangwanani anoMwari vakuropafadze.
Posted on: Sat, 16 Nov 2013 08:19:38 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015