Hanzi motokari iya yenhatu mbiri nhatu (323) yatsikirirwa neiya - TopicsExpress



          

Hanzi motokari iya yenhatu mbiri nhatu (323) yatsikirirwa neiya yekuoma mutezo(Hardbody). Izvi zvaitika apo motokari yemapatya (twin cab) yanga ichida kudarikira(overtaking) motokari yekuoma mutezo iya yanga ichipa nzira(give way) kune motokari yekunhonga(pick-up) iyo yanga ichizvuva motokari yengoro yechiteshi(station wagon). Izvi zvose zvanga zviri mumaziso emuchairi wemotokari yekuzivikanwa kukuru(familia) pamwe nevachairi vemotokari yekudzivirira(defender) neyezvichangozivikanwa(discovery).
Posted on: Tue, 12 Nov 2013 11:50:07 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015