Please hide ID! Ndine Makore 26, Murume wandakaroorwa nhaye - TopicsExpress



          

Please hide ID! Ndine Makore 26, Murume wandakaroorwa nhaye anobva kuzambia and tine mwana mukomana 1 ane mamonths 2. Aimboshanda kuno but he had to relocate back to zambia because bizimusi rake rakasimukira and ava nemari inotyisa. Pandakazvara I discovered ma explicit messages aibva kuvakadzi vakasiyana siyana, 1 wekunyika kwake, ne 2 vemuno muSA. Ndakamubvunza akazviramba ndikati kubva bonde hapachina. Wekuzmabia wacho ndikaedza kumufonera kuti ndibvunze achibva andikatira fone. Ini ndakabva ndamuudzawo kuti nyoro hapachina nekuti hatichaziva chokwadi. Papera mwedzi miviri, akatanga kutaura nyaya dzekuti ini handingohuri pasina chikonzero , ndakapushwa newe..ndikatsamwiswa ndogona kungonopihwa blowjob nemunhu zvibva zvapera so hapana dhiri coz baba vako zihure riri worse zvese na sekuru vako coz vane mwana wemusango, zvinova zvinhu zvaakagadzira hake mupfungwa dzake nekuti baba vangu akavaona ka two chete, sekuru vangu ka one. Ndakamuudza kuti ndoda kuvabvunza zvawataura achibva ati haachadi muchato, tinofanira kunoita sign for divorce and mapepa emuchato topisa nekuti ndine pfungwa dzepwere ndinofarira kuita makuhwa. Takaita appointment kwa lawyer wacho, but ndakazopedzesera ndava ndega ikoko. Kudofona , haana kudaira fone. Ndakazongotora maform andainge ndapihwa na lwayer zvese nemichato ndikasiya pa table kuitira kuti paanodzoka kumba agosvikozviwana. Munhu akadzoka hake mwangwana makuseni kuma 3am, ndokutora mapepa aya nekuenda kuzambia. Patofpuura mwedzi mitatu tisati tataura way forward. Anondikatira fone ndikafona. Iye anongofonera maid chete kuda kunzwa kuti mwana ari sei nekutumira mari yemwana muaacount yamaid wacho. Hama dzangu nedzake ndakadziudza and munhu wese arikungoti ngatinamateyi. So handichaziva kuti ndoita sei, ndirikunamatira chii or ndichakaroorwa here or not because handisi kupihwa mukana wekuita formalise zvinhu. Ndine shamwari dzechirume dzirikuda kundiendesawo kumadrinks to clear my mind pasina zvizhinji but now handichaziva kuti zvinozoita get considered as cheating here or not uye haazondiite frame here kuti im busy going for drinks nevamwe varume so ndiri hurewo futi just to justify himself. I`m stuck n not sure what steps to take next or if michato yakapiswa zveshuwa. Ndodiniwo?
Posted on: Fri, 14 Feb 2014 17:00:00 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015