Ukagara mundege (flying level iyoyo) unonzwa Pilot achiti do not - TopicsExpress



          

Ukagara mundege (flying level iyoyo) unonzwa Pilot achiti do not remove your seat belt until the seat belt sign is off... izvi anozviitira kuti in case of any emergency iwe unenge uri safe... manje ukaita dzungu rekubvisa seat belt before take off pakaita chinoitika unokuvara nokuti hauna seat belt... Ndasvika pandave kunzwisisa kuti kana ndikasimudzwa zvinengei, zvinhu zvikanaka sei, I only listen to one voice, the voice of God... I will not make a move until He speaks, kana akanditi do not remove the seat belt handibvise because I know kuti He knows the plans He has for, plans not to harm me but to prosper me... Kana Mwari vakati its not time for you kuti utenge mota you must still obey nokuti He knows whats best for you... Ivo Mwari knows what you need at anytime... keep the seat belt fastened until Mwari vataura, usaite ma-dirty deals just to get rich, usarare nemwana wevanhu wausina kubvisira mari, hanzvadzi usatore murume wemuridzi wako anouya, ndati USABVISE SEAT BELT UNTIL GOD SAYS SO... iye ndiye anoziva misi nenguva... Mwari haatarise nguva asi iyo nguva ndiyo inotarisa kuna Mwari... ziva mwaka nenguva... ITA STEADY, KEEP THE SEAT BELT FASTENED!! When you are in tribulation and all these things come upon you, in the latter days you will turn to the Lord your God and be obedient to His voice. - Deuteronomy 4: 30
Posted on: Fri, 23 Jan 2015 05:00:01 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015