Vakatora Jesu rusvava kuenda naye kutembere according to the law - TopicsExpress



          

Vakatora Jesu rusvava kuenda naye kutembere according to the law of purification... vabereki vaJesu(Mary and Joseph) vakauya nenjiva mbiri kuzopa sechibayiro kunaMwari(Luke 2:22-24)... nyaya yekuuya nenjiva kana hangaiwa iyi yaiitwa nevarombo (see Leviticus 12:2-8) nokuti chaidiwa kutanga igwayana asi kana wakundikana usingakwanise nenyaya yekushaya waizouyawo netwushiri... this is a sign that Jesus was born into a poor family... But wait, until vachenjeri vekumabvazuva vati pfacha paive naJesu... shoko rinoti vakauya negoridhe, nezvinonhuwira nemura(Matthew 2:11)... kusvika kwaJesu muhupenyu hwaMary naJoseph kwashandura hupenyu hwavo zvachose... kuuya kwaJesu, kwakaunza goridhe.... uuuummmhhh kwete goridhe chete, vakauyawo nezvinonhuwira uye mura... uyu Jesu watakanamata akapinda muhupenyu hwako wakwana nezvinhu zvose... presence yaJesu muhupenyu hwako attracts prosperity, it attracts good things... vachenjeri vekumabvazuva vakaita Jesu wekutsvaga kuti vamupe zvipo izvi - aaaahhhh iwe naJesu uyu basa richakutsvaga, muchato uchakutsvaga mwaka uno, hutano hwakanaka huchakuvinga, mufaro mumba mako huchakushanyira... NDATI AWANA JESU AWANA RUGARE... TSVAGA JESU KUTANGA UYE ZVOSE IZVI ZVINOKUTEVERA... JESUS WAS MADE POOR AT THE CROSS FOR MY SAKE SO THAT THROUGH HIS POVERTY - I AM MADE RICH IN ALL THINGS...
Posted on: Tue, 02 Jul 2013 09:00:57 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015