Vigai chitupa purizi...ndiri musikana ari pacollege ....term - TopicsExpress



          

Vigai chitupa purizi...ndiri musikana ari pacollege ....term yapfura ndanga ndichigara nemukomana wangu kusvika pakuita nhumbu yane 5mnths nw....iye akatanga attachmnt and ini m stl living wif maparents angu havasati vazvibata vanogara vari kubasa vadzoka ndopfeka juzi asy yakura zvisingaite...iye anoti akaudza vabereki vake vakazvigamuchira asy anoti ndisaore moyo zvikangobuda ndouya kumba vanondigamuchira....asy ini wacho ndiri kutya apa mwedzi iri kufamba uyezve handina mashuwa mkomana uyu kana achindida zveshuwa...ndibatsireiwo hama dzangu
Posted on: Fri, 26 Dec 2014 00:35:33 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015