viga chitupa Pamusoroi vedare. chitupa vigai zvamuchose. ndiri - TopicsExpress



          

viga chitupa Pamusoroi vedare. chitupa vigai zvamuchose. ndiri murume ane makore 27 ekuberekwa. ndinogara zvangu Diaspora. ndine musikana andakasangana naye pano pafb. takaita hushamwari . musikana uyu anogara kuZimbabwe. nerimwe zuva akanditi shamwari ndine stress. ndikamubvunza chikonzero akati ainge ashotorwa nemari yechikoro. zvakandirwadza kumunzwa achitaura mashoko aya. akaendererera mberi achiti vabereki vake vakanga vakashaya saka zvinhu zvinotomushungurudza nekuti mumba mavo vanongova vaviri nasisi vake. apa iye aienda kuchikoro. ndakamuti haisi nyanya ini semunhu akaitirwa nyasha naMwari nezvandiri ndakamubatsira nemarii yaaitaura. mushure memazuva . we fall in love . takadanana chose , nedzimwe dzenguva aindiudza kuti ndakaneta shaa .waz bussy at school. mushure mekanguva akandi anezvaanoda kundiudza . ndikati pakanaka. akanditi ainyepa kuti anoenda kuchikoro. musikana uyu aive asingaendi chichikoro kana kubasa. zvakandirwadza.kuti ko aimbonyeperei nguva yose. akandikumbira kuti ndisamusiye coz waindida. ndakaita saizvozvo asi moyo wangu wanga watofuratira nezvake. zvino dambudziko ravapo msikana uyu avakungondinetsa achiti anoda hembe anoda kurukwa musoro. handizivi kuti kumubatsira kwandakaita pekutanga nyangwe zvake ainyepa ndipo pandakaita mistake. . to ladies is tht normal to aske money to someone yu ddnt meet yet apa wakamboyepa?
Posted on: Tue, 02 Jul 2013 06:54:01 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015