Maswera sei vedare chitupa vigai inini ndirikusanganawo nemiedzo - TopicsExpress



          

Maswera sei vedare chitupa vigai inini ndirikusanganawo nemiedzo yekunyengwa nevarume pafacebk bt handina kana wandakamboda bt murume wangu zvaanoita ndozvinondirwadza anogara achindifungira nguva dzesee bt most of the tyme ndinenge ndirimumba maybe inyaya yekuti aneumwe mkadzi saka anoti zvaanoita ndozvandinoita akafonerwa nemkadzi iyeye ndinaye anodaira fon bt inini ndikamufonera anemkadzi iyeye hadairi fon yangu pachinerudo here apa hama dzangu kana akungotswaka means dzekuti tisiyane coz mashoko echihure ndanzwa vabatsiri batsirai vatuki mwari ndiye achakutongai
Posted on: Sat, 09 Nov 2013 07:31:47 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015