Your problems are there to promote you... Mamwe matambudziko - TopicsExpress



          

Your problems are there to promote you... Mamwe matambudziko achakuwira gore rino ndiwo achava mastepping stones towards your success.. Joseph had a vision but zvakatoda kuti ambokandwa mujeri nekuti imomo aizodudzira hope dzakazoita kuti uya akanga abuda azomurangarira....... Ungakandwe mugomba ungafunge kuti waraswa naMwari but ziva kuti matambudziko ako ichaya michovha yekukusvitsa kure..... Paitoda Goliath kuti zvizivikanwe kuti kunaDavid.... Ukaona zvanyanya kuoma ziva kuti Mwari pane kwavaronga kukuendesa... Ungaita semupata wemumvuri werufu but ziva kuti hatigaremo tinopfuura nemo takananga kudestiny yatakarongerwa nashe... Usarase tariro unoyambuka chete .
Posted on: Mon, 09 Sep 2013 07:43:57 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015